Eksodho 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Munguva iyi, mumwe murume weimba yaRevhi akawana mumwe mwanasikana waRevhi.+ Numeri 26:59 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 59 Zita romudzimai waAmramu raiva Jokebhedhi,+ mwanasikana waRevhi, akaberekerwa Revhi nomudzimai wake muIjipiti. Kwapera nguva yakati, akaberekera Amramu, Aroni naMosesi naMiriyemu hanzvadzi yavo.+
59 Zita romudzimai waAmramu raiva Jokebhedhi,+ mwanasikana waRevhi, akaberekerwa Revhi nomudzimai wake muIjipiti. Kwapera nguva yakati, akaberekera Amramu, Aroni naMosesi naMiriyemu hanzvadzi yavo.+