RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 9:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Tambanudzira ruoko rwako+ kumatenga, kuti chimvuramabwe+ chiuye panyika yose yeIjipiti, pavanhu nepamhuka nepane zvinomera zvose zveminda zviri munyika yeIjipiti.”

  • Eksodho 10:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Tambanudzira+ ruoko rwako panyika yeIjipiti nokuda kwemhashu, kuti dziuye panyika yeIjipiti, dzidye zvinomera zvose zvenyika ino, zvose zvakasiyiwa nechimvuramabwe.”+

  • Eksodho 14:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Zvino Mosesi akatambanudzira ruoko rwake pamusoro pegungwa;+ Jehovha akatanga kudzorera shure gungwa achishandisa mhepo yokumabvazuva ine simba usiku hwose, uye kuchinja pasi pegungwa kuva nyika yakaoma,+ uye mvura yakanga ichikamurwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe