RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joshua 2:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Nokuti takanzwa kuomesa kwakaita Jehovha mvura yeGungwa Dzvuku pamberi penyu pamakabuda muIjipiti,+ nezvamakaitira madzimambo maviri evaAmori aiva mhiri kwaJodhani, kureva Sihoni+ naOgi,+ amakaparadza+ chose.

  • 1 Makoronike 16:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Rondedzerai kukudzwa kwake pakati pemarudzi,

      Nemabasa ake anoshamisa pakati pemarudzi ose.

  • Isaya 63:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Iye akaita kuti ruoko Rwake rwakanaka+ ruende kuruoko rworudyi rwaMosesi; Iye aikamura mvura pamberi pavo+ kuti azviitire zita rinogara nokusingagumi;+

  • Maraki 1:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 “Nokuti zita rangu richava guru pakati pemarudzi kubvira kunobuda nezuva kusvikira kwarinovirira,+ uye utsi hwezvibayiro+ huchakwidzwa munzvimbo dzose, zita rangu richaunzirwa chinopiwa, icho chipo chakachena;+ nokuti zita rangu richava guru pakati pemarudzi,”+ Jehovha wemauto adaro.

  • VaRoma 9:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Nokuti Rugwaro runoti kuna Farao: “Nokuda kwechikonzero ichochi ndaita kuti urambe uchirarama, kuti ndiratidze simba rangu nokwauri, uye kuti zita rangu riziviswe munyika yose.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe