Eksodho 7:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi Farao haazokuteererii;+ uye ndicharwisa Ijipiti noruoko rwangu, ndobudisa mauto angu,+ vanhu vangu,+ ivo vanakomana vaIsraeri,+ munyika yeIjipiti nokutonga kukuru.+ Eksodho 8:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Farao paakaona kuti zororo rakanga ravapo, akaomesa mwoyo wake;+ uye haana kuvateerera, sezvakanga zvataurwa naJehovha.+
4 Asi Farao haazokuteererii;+ uye ndicharwisa Ijipiti noruoko rwangu, ndobudisa mauto angu,+ vanhu vangu,+ ivo vanakomana vaIsraeri,+ munyika yeIjipiti nokutonga kukuru.+
15 Farao paakaona kuti zororo rakanga ravapo, akaomesa mwoyo wake;+ uye haana kuvateerera, sezvakanga zvataurwa naJehovha.+