Eksodho 12:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Zvino vaIjipiti vakatanga kukurudzira vanhu kuti vakurumidze+ kuvarega vachibuda munyika yacho, “nokuti,” ivo vakadaro, “tose tangofanana nevanhu vakafa!”+
33 Zvino vaIjipiti vakatanga kukurudzira vanhu kuti vakurumidze+ kuvarega vachibuda munyika yacho, “nokuti,” ivo vakadaro, “tose tangofanana nevanhu vakafa!”+