Dheuteronomi 16:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Unofanira kubika uye kudyira+ munzvimbo ichasarudzwa naJehovha Mwari wako,+ uye mangwanani utendeuke, udzokere kumatende ako. Mateu 26:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Pazuva rokutanga remakeke asina kuviriswa+ vadzidzi vakauya kuna Jesu, vachiti: “Munoda kuti tikugadzirirei kupi kuti mudye paseka?”+
7 Unofanira kubika uye kudyira+ munzvimbo ichasarudzwa naJehovha Mwari wako,+ uye mangwanani utendeuke, udzokere kumatende ako.
17 Pazuva rokutanga remakeke asina kuviriswa+ vadzidzi vakauya kuna Jesu, vachiti: “Munoda kuti tikugadzirirei kupi kuti mudye paseka?”+