RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 13:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Mosesi akati kuvanhu: “Yeukai zuva iri ramakabuda muIjipiti,+ muimba yevaranda, nokuti Jehovha akakubudisai muno noruoko rune simba.+ Naizvozvo hapana chinhu chine mbiriso chingadyiwa.+

  • Eksodho 34:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 “Usabayira ropa rechibayiro changu pamwe chete nezvinhu zvakaiswa mbiriso.+ Chibayiro chomutambo wepaseka hachifaniri kurara kusvikira mangwanani.+

  • Dheuteronomi 16:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Usachidya pamwe chete nechinhu chakaviriswa kwemazuva manomwe.+ Unofanira kuchidya pamwe chete nemakeke asina kuiswa mbiriso, icho chingwa chokutambudzika, nokuti wakabuda munyika yeIjipiti uchichimbidza,+ kuti uyeuke zuva rawakabuda munyika yeIjipiti mazuva ose oupenyu hwako.+

  • 1 VaKorinde 5:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Naizvozvo ngatichengete mutambo,+ kwete nembiriso yekare,+ kana nembiriso+ youshati nouipi,+ asi nemakeke asina kuviriswa okutendeseka nechokwadi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe