RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 1:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Vakaramba vachiita kuti upenyu hwavo huome nokuvaitisa basa rouranda rakaoma rokukanya dhaka+ nokugadzira zvidhinha, nokuita kuti vaite uranda hwemarudzi ose vachishanda muminda,+ ihwo uranda hwavo hwemarudzi ose hwavakavaitisa sevaranda vaidzvinyirirwa.+

  • Numeri 9:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Vanofanira kuchigadzira mumwedzi wechipiri,+ pazuva rechigumi nemana, panguva yorubvunzavaeni. Vanofanira kuchidya pamwe chete nemakeke asina kuviriswa nemiriwo inovava.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe