RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 33:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Munguva iyi yose vaIjipiti vakanga vachiviga vaya vakanga vaurayiwa naJehovha pakati pavo, iwo matangwe ose;+ uye Jehovha akanga atonga vanamwari vavo.+

  • Isaya 19:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Chirevo pamusoro peIjipiti:+ Tarira! Jehovha akatasva gore rinomhanya kwazvo+ uye ari kupinda muIjipiti. Vanamwari veIjipiti vasina zvavanobatsira vachamudedera,+ uye mwoyo yevaIjipiti ichatya ivo vari pakati payo.+

  • Jeremiya 43:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Achaputsa mbiru dzeBheti-shemeshi, riri munyika yeIjipiti; uye achapisa dzimba dzavanamwari veIjipiti nomoto.”’”

  • Zefaniya 2:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Jehovha achange achityisa kwavari;+ nokuti achaonza vanamwari vose vepanyika,+ uye vanhu vose vachamukotamira,+ mumwe nomumwe ari munzvimbo yake, izvo zvitsuwa zvose zvemarudzi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe