Eksodho 4:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Kana waenda uye wadzokera kuIjipiti, uve nechokwadi chokunoita zvishamiso zvose zvandaisa muruoko rwako pamberi paFarao.+ Asi ini ndicharega mwoyo wake uchioma;+ uye haazoregi vanhu vachienda.+ Eksodho 7:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvisinei, mwoyo waFarao wakava wakaoma,+ uye haana kuvateerera, sezvakanga zvataurwa naJehovha. VaRoma 9:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Naizvozvo, anonzwira ngoni waanoda,+ asi anorega waanoda achiva nenharo.+
21 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Kana waenda uye wadzokera kuIjipiti, uve nechokwadi chokunoita zvishamiso zvose zvandaisa muruoko rwako pamberi paFarao.+ Asi ini ndicharega mwoyo wake uchioma;+ uye haazoregi vanhu vachienda.+