RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 7:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 VaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha pandichatambanudzira Ijipiti+ ruoko rwangu, uye ndichabudisa vanakomana vaIsraeri pakati pavo.”+

  • Eksodho 8:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Pazuva iroro ndichasiyanisa nyika yeGosheni pamire vanhu vangu, kuti pasave nembuo inovapo;+ kuti muzive kuti ndini Jehovha pakati penyika yose.+

  • Pisarema 83:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Kuti vanhu vazive+ kuti imi, mune zita rokuti Jehovha,+

      Imi moga ndimi Wokumusorosoro+ kumusoro kwenyika yose.+

  • Ezekieri 26:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Mataundi ari pasi paro ari muruwa—achaparadzwa nebakatwa, uye vanhu vachaziva kuti ndini Jehovha.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe