RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joshua 2:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Nokuti takanzwa kuomesa kwakaita Jehovha mvura yeGungwa Dzvuku pamberi penyu pamakabuda muIjipiti,+ nezvamakaitira madzimambo maviri evaAmori aiva mhiri kwaJodhani, kureva Sihoni+ naOgi,+ amakaparadza+ chose.

  • Pisarema 66:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  6 Akachinja gungwa kuva nyika yakaoma;+

      Vakayambuka rwizi netsoka.+

      Takatanga kumufarira tiri ipapo.+

  • Pisarema 106:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  9 Naizvozvo akatuka Gungwa Dzvuku, iro rikaoma zvishoma nezvishoma;+

      Akavafambisa nepamvura yakadzika sokunge kuti nomurenje;+

  • Pisarema 114:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Gungwa rakazviona rikatiza;+

      Rwizi rwaJodhani rwakadzokera shure.+

  • Isaya 51:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Hausi iwe wakaomesa gungwa, iyo mvura yakadzika here?+ Hausi iwe wakaita nzira panzvimbo dzakadzika dzegungwa kuti vakadzikinurwa vayambuke here?+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe