Nehemiya 9:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Makakamura gungwa+ pamberi pavo, zvokuti vakayambuka nepakati pegungwa nepanyika yakaoma;+ uye makakanda vaivatevera munzvimbo dzakadzika,+ sedombo+ mumvura ine simba.+ Pisarema 78:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Akakamura gungwa, kuti avayambutse,+Akamisa mvura sedziva.+ Pisarema 136:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Iye akakamura Gungwa Dzvuku nepakati:+Nokuti mutsa wake worudo unogara nokusingagumi;+ Isaya 63:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Iye akaita kuti ruoko Rwake rwakanaka+ ruende kuruoko rworudyi rwaMosesi; Iye aikamura mvura pamberi pavo+ kuti azviitire zita rinogara nokusingagumi;+
11 Makakamura gungwa+ pamberi pavo, zvokuti vakayambuka nepakati pegungwa nepanyika yakaoma;+ uye makakanda vaivatevera munzvimbo dzakadzika,+ sedombo+ mumvura ine simba.+
13 Iye akakamura Gungwa Dzvuku nepakati:+Nokuti mutsa wake worudo unogara nokusingagumi;+ Isaya 63:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Iye akaita kuti ruoko Rwake rwakanaka+ ruende kuruoko rworudyi rwaMosesi; Iye aikamura mvura pamberi pavo+ kuti azviitire zita rinogara nokusingagumi;+
12 Iye akaita kuti ruoko Rwake rwakanaka+ ruende kuruoko rworudyi rwaMosesi; Iye aikamura mvura pamberi pavo+ kuti azviitire zita rinogara nokusingagumi;+