Eksodho 4:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Vanhu vakabva vatenda.+ Pavakanzwa kuti Jehovha akanga afunga+ nezvevanakomana vaIsraeri uye kuti akanga aona kutambudzika kwavo,+ vakabva vakotama, vakagwadama.+ Eksodho 19:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Jehovha akati kuna Mosesi: “Tarira! Ndichauya kwauri ndiri mugore dema,+ kuti vanhu vanzwe pandinotaura newe,+ uye kuti vatendewo mauri nokusingagumi.”+ Mosesi akabva audza Jehovha mashoko evanhu. Pisarema 106:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Vakabva vatenda shoko rake;+Vakatanga kuimba vachimurumbidza.+
31 Vanhu vakabva vatenda.+ Pavakanzwa kuti Jehovha akanga afunga+ nezvevanakomana vaIsraeri uye kuti akanga aona kutambudzika kwavo,+ vakabva vakotama, vakagwadama.+
9 Jehovha akati kuna Mosesi: “Tarira! Ndichauya kwauri ndiri mugore dema,+ kuti vanhu vanzwe pandinotaura newe,+ uye kuti vatendewo mauri nokusingagumi.”+ Mosesi akabva audza Jehovha mashoko evanhu.