Vatongi 5:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino pazuva iroro Dhibhora+ pamwe chete naBheraki+ mwanakomana waAbhinoamu+ vakaimba rwiyo,+ vachiti: 2 Samueri 22:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvino Dhavhidhi akataura naJehovha mashoko orwiyo+ urwu pazuva raakanga anunurwa naJehovha muchanza chevavengi vake vose+ nomuchanza chaSauro;+ Zvakazarurwa 15:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vaiimba rwiyo rwaMosesi+ muranda waMwari norwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+
5 Zvino pazuva iroro Dhibhora+ pamwe chete naBheraki+ mwanakomana waAbhinoamu+ vakaimba rwiyo,+ vachiti:
22 Zvino Dhavhidhi akataura naJehovha mashoko orwiyo+ urwu pazuva raakanga anunurwa naJehovha muchanza chevavengi vake vose+ nomuchanza chaSauro;+
3 Vaiimba rwiyo rwaMosesi+ muranda waMwari norwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+