Eksodho 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ndaimbozviratidza kuna Abrahamu,+ Isaka+ naJakobho+ saMwari Wemasimbaose,+ asi handina kuzvizivisa+ kwavari nezita rangu rokuti Jehovha.+ Isaya 42:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Ndini Jehovha. Ndiro zita rangu;+ handizopi kukudzwa kwangu kune mumwe munhu,+ nokurumbidzwa+ kwangu kumifananidzo yakavezwa.+
3 Ndaimbozviratidza kuna Abrahamu,+ Isaka+ naJakobho+ saMwari Wemasimbaose,+ asi handina kuzvizivisa+ kwavari nezita rangu rokuti Jehovha.+
8 “Ndini Jehovha. Ndiro zita rangu;+ handizopi kukudzwa kwangu kune mumwe munhu,+ nokurumbidzwa+ kwangu kumifananidzo yakavezwa.+