RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 3:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 ‘Haiwa Changamire Ishe Jehovha, imi ndimi makatanga kuita kuti mushumiri wenyu aone ukuru+ hwenyu noruoko rwenyu rune simba,+ nokuti ndiani mwari ari kumatenga kana kuti ari panyika, anoita mabasa akaita seenyu nezvinhu zvesimba zvakaita sezvenyu?+

  • 2 Samueri 7:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Ndokusaka muri mukuru,+ haiwa Changamire Ishe Jehovha; nokuti hakuna mumwe akaita semi,+ uye hakuna mumwe Mwari kunze kwenyu+ pakati pavose vatakanzwa nezvavo nenzeve dzedu.

  • 1 VaKorinde 8:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Nokuti kunyange variko vanonzi “vanamwari,”+ kungava kudenga+ kana panyika,+ zvakuine “vanamwari” vazhinji ne“madzishe”+ mazhinji,

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe