Eksodho 14:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Asi ini, ndicharega mwoyo yevaIjipiti ichioma,+ kuti vapinde vachivatevera uye kuti ndikudzwe nezvichaitika kuna Farao nemauto ake ose ehondo, ngoro dzake dzehondo nevarwi vake vanotasva mabhiza.+ Eksodho 18:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino ndava kuziva kuti Jehovha mukuru pane vamwe vanamwari+ vose nokuda kwechinhu ichi, icho vaIjipiti vakazvikudza nacho kwavari.”
17 Asi ini, ndicharega mwoyo yevaIjipiti ichioma,+ kuti vapinde vachivatevera uye kuti ndikudzwe nezvichaitika kuna Farao nemauto ake ose ehondo, ngoro dzake dzehondo nevarwi vake vanotasva mabhiza.+
11 Zvino ndava kuziva kuti Jehovha mukuru pane vamwe vanamwari+ vose nokuda kwechinhu ichi, icho vaIjipiti vakazvikudza nacho kwavari.”