Genesisi 15:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi ndiri kutonga rudzi rwavachashandira,+ uye vachazobuda nezvinhu zvizhinji.+ 2 Madzimambo 13:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Asi Jehovha akavanzwira nyasha,+ akavanzwira ngoni,+ akafunga nezvavo nokuda kwesungano yake+ naAbrahamu,+ Isaka+ naJakobho;+ uye haana kuda kuvaparadza,+ uye haana kuvarasa vachibva pamberi pake kusvikira zvino. Pisarema 105:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Akayeuka sungano yake nokusingagumi,+Shoko raakarayira zvizvarwa zvine chiuru,+
23 Asi Jehovha akavanzwira nyasha,+ akavanzwira ngoni,+ akafunga nezvavo nokuda kwesungano yake+ naAbrahamu,+ Isaka+ naJakobho;+ uye haana kuda kuvaparadza,+ uye haana kuvarasa vachibva pamberi pake kusvikira zvino.