RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 15:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+

      Ndiani akafanana nemi, mutsvene zvikuru kwazvo?+

      Iye anofanira kutyiwa+ nenziyo dzokurumbidza,+ Iye anoita zvishamiso.+

  • 2 Makoronike 2:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Imba yandichavaka ichava huru,+ nokuti Mwari wedu mukuru kupfuura vamwe vanamwari vose.+

  • Pisarema 95:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Nokuti Jehovha ndiMwari mukuru+

      Uye ndiMambo mukuru kupfuura vamwe vanamwari vose,+

  • Pisarema 97:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  9 Nokuti imi, haiwa Jehovha, ndimi Wokumusorosoro kumusoro kwenyika yose;+

      Makakwira kunzvimbo yenyu yakakwirira kwazvo kupfuura vamwe vanamwari vose.+

  • Dhanieri 2:47
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 47 Mambo akapindura Dhanieri, akati: “Chokwadi Mwari wenyu ndiMwari wavanamwari+ naIshe wemadzimambo+ noMuzivisi wezvinhu zvakavanzika, nokuti wakwanisa kuzivisa chinhu ichi chakavanzika.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe