Pisarema 119:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Imi makapa mirayiro yenyu muchiita zvokurayira+Kuti inyatsochengetwa.+ Zvirevo 19:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Munhu anochengeta mirayiro anochengeta mweya wake;+ munhu anozvidza nzira dzake achaurayiwa.+ 1 Johani 5:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti kuda+ Mwari kunoreva izvi, kuti tichengete mirayiro yake;+ uye mirayiro yake hairemi,+