RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 13:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Vakamuudza kuti: “Takapinda munyika yamakatituma, chokwadi inoyerera mukaka nouchi,+ izvi ndizvo zvibereko zvayo.+

  • Dheuteronomi 27:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Unofanira kunyora paari mashoko ose omutemo+ uyu paunenge wayambuka,+ kuti upinde munyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako, nyika inoyerera mukaka nouchi, maererano nezvawakataurirwa naJehovha Mwari wemadzitateguru ako.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe