RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 10:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 nomuJebhusi+ nomuAmori+ nomuGigashi

  • Eksodho 33:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Ndichatuma ngirozi mberi kwako,+ ndodzinga vaKenani, vaAmori, nevaHiti nevaPerizi, vaHivhi nevaJebhusi;+

  • Dheuteronomi 7:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 “Jehovha Mwari wako paanozokupinza munyika yauri kuenda kuti uitore ive yako,+ achabvisawo marudzi ane vanhu vazhinji pamberi pako,+ vaHiti+ nevaGigashi+ nevaAmori+ nevaKenani+ nevaPerizi+ nevaHivhi+ nevaJebhusi,+ marudzi manomwe ane vanhu vazhinji uye ane simba kukupfuura.+

  • Joshua 3:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Pashure Joshua akati: “Muchaziva kuti Mwari mupenyu ari pakati penyu+ neizvi, uye kuti chokwadi achadzinga vaKenani nevaHiti nevaHivhi nevaPerizi nevaGigashi nevaAmori nevaJebhusi pamberi penyu.+

  • Nehemiya 9:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Makawana mwoyo wake wakatendeka pamberi penyu;+ naizvozvo makaita sungano+ naye kuti mumupe nyika yevaKenani, vaHiti, vaAmori nevaPerizi nevaJebhusi nevaGigashi, kuti muipe vana vake;+ uye makaita zvamakataura, nokuti makarurama.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe