-
1 Madzimambo 19:11Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
11 Asi rakati: “Buda, umire pagomo pamberi paJehovha.”+ Zvino tarira! Jehovha akanga achipfuura nepo,+ mhepo huru uye yaiva nesimba yakanga ichitsemura makomo nokuputsa mabwe pamberi paJehovha.+ (Jehovha akanga asiri mumhepo yacho.) Pashure pemhepo, kwakauya kudengenyeka.+ (Jehovha akanga asiri mukudengenyeka kwacho.)
-