Eksodho 34:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti haufaniri kugwadamira mumwe mwari,+ nokuti Jehovha, ane zita rokuti Ane Godo, ndiMwari ane godo;+ Numeri 25:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Finiyasi+ mwanakomana waEriyezari mwanakomana womupristi Aroni adzora hasha dzangu+ pavanakomana vaIsraeri nokusamboshivirira kwake vanokwikwidzana neni pakati pavo,+ zvokuti handina kuparadza vana vaIsraeri pakuomerera kwangu pakuti vazvipire zvakazara.+ Mateu 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Jesu akabva ati kwaari: “Ibva, Satani! Nokuti zvakanyorwa kuti, ‘Jehovha Mwari wako ndiye waunofanira kunamata,+ uye ndiye oga+ waunofanira kuitira basa dzvene.’”+ Ruka 10:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Achipindura, iye akati: “‘Ida Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose nesimba rako rose nepfungwa dzako dzose,’+ uye, ‘muvakidzani wako sezvaunozviita.’”+
14 Nokuti haufaniri kugwadamira mumwe mwari,+ nokuti Jehovha, ane zita rokuti Ane Godo, ndiMwari ane godo;+
11 “Finiyasi+ mwanakomana waEriyezari mwanakomana womupristi Aroni adzora hasha dzangu+ pavanakomana vaIsraeri nokusamboshivirira kwake vanokwikwidzana neni pakati pavo,+ zvokuti handina kuparadza vana vaIsraeri pakuomerera kwangu pakuti vazvipire zvakazara.+
10 Jesu akabva ati kwaari: “Ibva, Satani! Nokuti zvakanyorwa kuti, ‘Jehovha Mwari wako ndiye waunofanira kunamata,+ uye ndiye oga+ waunofanira kuitira basa dzvene.’”+
27 Achipindura, iye akati: “‘Ida Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose nesimba rako rose nepfungwa dzako dzose,’+ uye, ‘muvakidzani wako sezvaunozviita.’”+