Eksodho 19:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvino pazuva rechitatu, ava mangwanani, pakava nemabhanan’ana nemheni,+ uye gore dema+ rakavapo pamusoro pegomo nokurira kwazvo kwehwamanda,+ zvokuti vanhu vose vakanga vari mumusasa vakatanga kudedera.+ VaHebheru 12:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Nokuti hamuna kuswedera pedyo nechiya chinogona kubatwa+ uye chakapiswa nomoto,+ negore dema nerima gobvu nemhepo ine mvura,+
16 Zvino pazuva rechitatu, ava mangwanani, pakava nemabhanan’ana nemheni,+ uye gore dema+ rakavapo pamusoro pegomo nokurira kwazvo kwehwamanda,+ zvokuti vanhu vose vakanga vari mumusasa vakatanga kudedera.+
18 Nokuti hamuna kuswedera pedyo nechiya chinogona kubatwa+ uye chakapiswa nomoto,+ negore dema nerima gobvu nemhepo ine mvura,+