Revhitiko 18:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “‘Usabvumira kuti vana vako vatsaurirwe+ kuna Moreki.+ Usasvibisa+ zita raMwari wako saizvozvo. Ndini Jehovha.+ Revhitiko 19:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Musapika zvenhema nezita rangu,+ kuti musvibise zita raMwari wenyu. Ndini Jehovha. Amosi 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vari kusuwa kuona guruva renyika riri pamisoro yevanhu vakaderera;+ uye vanotsausa nzira yevanhu vanyoro;+ uye murume nababa vake vanoenda kumusikana mumwe chete,+ kuti vasvibise zita rangu dzvene.+
21 “‘Usabvumira kuti vana vako vatsaurirwe+ kuna Moreki.+ Usasvibisa+ zita raMwari wako saizvozvo. Ndini Jehovha.+
7 Vari kusuwa kuona guruva renyika riri pamisoro yevanhu vakaderera;+ uye vanotsausa nzira yevanhu vanyoro;+ uye murume nababa vake vanoenda kumusikana mumwe chete,+ kuti vasvibise zita rangu dzvene.+