Revhitiko 10:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Mosesi akabva ati kuna Aroni: “Izvi ndizvo zvataurwa naJehovha, achiti, ‘Nganditsveneswe+ pane vaya vari pedyo neni,+ uye ngandikudzwe+ pamberi pezviso zvevanhu vose.’” Asi Aroni akaramba akanyarara. Isaya 29:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 nokuti paanoona vana vake, iro basa remaoko angu, vari pakati pake,+ vachatsvenesa zita rangu,+ uye vachatsvenesa Mutsvene waJakobho,+ uye vacharemekedza vachitya+ Mwari waIsraeri. Ruka 11:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Iye akabva ati kwavari: “Pose pamunonyengetera,+ itii, ‘Baba, zita renyu ngaritsveneswe.+ Umambo hwenyu ngahuuye.+
3 Mosesi akabva ati kuna Aroni: “Izvi ndizvo zvataurwa naJehovha, achiti, ‘Nganditsveneswe+ pane vaya vari pedyo neni,+ uye ngandikudzwe+ pamberi pezviso zvevanhu vose.’” Asi Aroni akaramba akanyarara.
23 nokuti paanoona vana vake, iro basa remaoko angu, vari pakati pake,+ vachatsvenesa zita rangu,+ uye vachatsvenesa Mutsvene waJakobho,+ uye vacharemekedza vachitya+ Mwari waIsraeri.
2 Iye akabva ati kwavari: “Pose pamunonyengetera,+ itii, ‘Baba, zita renyu ngaritsveneswe.+ Umambo hwenyu ngahuuye.+