Eksodho 19:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+ Revhitiko 20:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Munofanira kuchengeta mirau yangu, muiite.+ Ndini Jehovha ari kukutsvenesai.+ Revhitiko 21:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo unofanira kumutsvenesa,+ nokuti ndiye anouya nezvokudya zvaMwari wako. Anofanira kuva mutsvene kwauri,+ nokuti ini Jehovha ari kukutsvenesa, ndiri mutsvene.+ Johani 17:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Vatsvenesei+ nechokwadi; shoko+ renyu ichokwadi.+
5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+
8 Naizvozvo unofanira kumutsvenesa,+ nokuti ndiye anouya nezvokudya zvaMwari wako. Anofanira kuva mutsvene kwauri,+ nokuti ini Jehovha ari kukutsvenesa, ndiri mutsvene.+