Joshua 5:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vakatanga kudya zvimwe zvibereko zvenyika yacho musi wakatevera paseka, makeke asina kuviriswa+ nezviyo zvakakangwa, pazuva iroro.
11 Vakatanga kudya zvimwe zvibereko zvenyika yacho musi wakatevera paseka, makeke asina kuviriswa+ nezviyo zvakakangwa, pazuva iroro.