52 Munofanira kudzinga vagari vose vomunyika yacho pamberi penyu moparadza zvidhori zvavo zvose zvematombo,+ munofanira kuparadza mifananidzo yavo yose yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa,+ uye munofanira kutsakatisa nzvimbo dzavo tsvene dzose dzakakwirira.+