Dhanieri 3:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Asi kana zvikasaitika, haiwa imi mambo, zivai kuti hatisi kuzoshumira vanamwari venyu, uye hatisi kuzonamata chifananidzo chendarama chamakamisa.”+ 1 VaKorinde 10:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Naizvozvo, vadiwa vangu, tizai+ kunamata zvidhori.+
18 Asi kana zvikasaitika, haiwa imi mambo, zivai kuti hatisi kuzoshumira vanamwari venyu, uye hatisi kuzonamata chifananidzo chendarama chamakamisa.”+