Eksodho 6:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ndichakutorai kuti muve rudzi rwangu,+ ndichava Mwari wenyu;+ uye muchaziva kuti ndini Jehovha Mwari wenyu ari kukubvisai pamitoro yeIjipiti.+ Dheuteronomi 23:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti Jehovha Mwari wako anofamba-famba mumusasa wako kuti akununure+ uye kuti aise vavengi vako muruoko rwako;+ musasa wako unofanira kuva mutsvene,+ kuti arege kuona chinhu chisina kunaka pauri, akarega kuenda newe.+ 2 VaKorinde 6:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Temberi yaMwari inobvumirana nezvidhori pachii?+ Nokuti tiri temberi+ yaMwari mupenyu; sokutaura kwakaita Mwari kuti: “Ndichagara pakati pavo+ nokufamba pakati pavo, ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+
7 Ndichakutorai kuti muve rudzi rwangu,+ ndichava Mwari wenyu;+ uye muchaziva kuti ndini Jehovha Mwari wenyu ari kukubvisai pamitoro yeIjipiti.+
14 Nokuti Jehovha Mwari wako anofamba-famba mumusasa wako kuti akununure+ uye kuti aise vavengi vako muruoko rwako;+ musasa wako unofanira kuva mutsvene,+ kuti arege kuona chinhu chisina kunaka pauri, akarega kuenda newe.+
16 Temberi yaMwari inobvumirana nezvidhori pachii?+ Nokuti tiri temberi+ yaMwari mupenyu; sokutaura kwakaita Mwari kuti: “Ndichagara pakati pavo+ nokufamba pakati pavo, ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+