Jeremiya 7:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Asi ndakaarayira chinhu ichi, ndichiti: “Teererai inzwi rangu,+ ndichava Mwari wenyu,+ imi muchava vanhu vangu; fambai munzira+ yose yandichakurayirai, kuti zvikufambirei zvakanaka.”’+ Ezekieri 11:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 kuti vafambe mumirau yangu uye vachengete zvandakatonga, vozviita;+ uye vave vanhu vangu+ uye ini ndive Mwari wavo.”’+
23 Asi ndakaarayira chinhu ichi, ndichiti: “Teererai inzwi rangu,+ ndichava Mwari wenyu,+ imi muchava vanhu vangu; fambai munzira+ yose yandichakurayirai, kuti zvikufambirei zvakanaka.”’+
20 kuti vafambe mumirau yangu uye vachengete zvandakatonga, vozviita;+ uye vave vanhu vangu+ uye ini ndive Mwari wavo.”’+