Pisarema 106:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Akaramba achivaisa mumaoko emamwe marudzi,+Kuti vaya vaivavenga vavatonge,+ Mariro 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mhandu dzaro dzava vakuru.+ Vavengi varo havana hanya.+Nokuti Jehovha ariunzira shungu nokuda kwokuwanda kwokudarika kwaro,+Vana varo vakafamba vari nhapwa pamberi pemhandu.+
41 Akaramba achivaisa mumaoko emamwe marudzi,+Kuti vaya vaivavenga vavatonge,+ Mariro 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mhandu dzaro dzava vakuru.+ Vavengi varo havana hanya.+Nokuti Jehovha ariunzira shungu nokuda kwokuwanda kwokudarika kwaro,+Vana varo vakafamba vari nhapwa pamberi pemhandu.+
5 Mhandu dzaro dzava vakuru.+ Vavengi varo havana hanya.+Nokuti Jehovha ariunzira shungu nokuda kwokuwanda kwokudarika kwaro,+Vana varo vakafamba vari nhapwa pamberi pemhandu.+