RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezekieri 6:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Vanopukunyuka venyu vachandiyeuka vari pakati pemarudzi kwavachange vatapwa,+ nokuti ndave ndakaora mwoyo nokuda kwemwoyo yavo inofeva yakatsauka ichindisiya+ uye nokuda kwemaziso avo anoita ufeve achitevera zvidhori zvavo zvinosemesa sendove;+ uye zviso zvavo zvicharatidza kusemeswa nezvinhu zvakaipa zvavakaita muzvinhu zvavo zvose zvinosemesa.+

  • VaHebheru 10:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Nokuti tinoziva iye akati: “Kutsiva ndokwangu; ndicharipira”;+ uyezve: “Jehovha achatonga vanhu vake.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe