RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 20:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Usazvikotamira kana kunyengedzwa kuti uzvishumire,+ nokuti ini Jehovha Mwari wako ndiri Mwari anoda kuzvipira kwakazara,+ anoranga vanakomana nokuda kwokukanganisa kwemadzibaba, kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechechina chevaya vanondivenga;+

  • Numeri 14:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 ‘Jehovha, anononoka kutsamwa+ uye azere nomutsa worudo,+ anoregerera kukanganisa nokudarika,+ asi asingazomboregi kuranga,+ anoranga vanakomana nokuda kwokukanganisa kwemadzibaba kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechizvarwa chechina.’+

  • Dheuteronomi 5:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Usazvikotamira kana kuti kuitwa kuti uzvishumire,+ nokuti ini Jehovha Mwari wako ndiri Mwari anoda kuzvipira kwakazara,+ anoranga vanakomana nokuda kwokukanganisa kwemadzibaba, kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechizvarwa chechina, chevaya vanondivenga;+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe