1 Madzimambo 8:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 “Kana vanhu venyu vaIsraeri vakakundwa pamberi pomuvengi,+ nokuti vanenge varamba vachikutadzirai,+ vakadzoka kwamuri,+ vakakudza zita renyu,+ vakanyengetera+ uye vakakumbira kunzwirwa nyasha nemi vari muimba ino,+ Nehemiya 9:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Vana vaIsraeri vakazvitsaura+ pane vokune dzimwe nyika vose,+ vakamira, vakareurura+ zvivi zvavo+ nokukanganisa kwemadzibaba avo.+ Dhanieri 9:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 takatadza+ tikaita zvisina kururama, tikaita zvakaipa, tikapanduka;+ uye takatsauka pamirayiro yenyu nezvamakatonga.+
33 “Kana vanhu venyu vaIsraeri vakakundwa pamberi pomuvengi,+ nokuti vanenge varamba vachikutadzirai,+ vakadzoka kwamuri,+ vakakudza zita renyu,+ vakanyengetera+ uye vakakumbira kunzwirwa nyasha nemi vari muimba ino,+
2 Vana vaIsraeri vakazvitsaura+ pane vokune dzimwe nyika vose,+ vakamira, vakareurura+ zvivi zvavo+ nokukanganisa kwemadzibaba avo.+
5 takatadza+ tikaita zvisina kururama, tikaita zvakaipa, tikapanduka;+ uye takatsauka pamirayiro yenyu nezvamakatonga.+