Jeremiya 31:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nokuti ndakati ndadzoka, ndakazvidemba;+ uye ndakati ndaitwa kuti ndizive, ndakarova pachidya nembama.+ Ndakanyara, ndakanzwa ndaninipiswa,+ nokuti ndakanga ndatakura kuzvidzwa kwouduku hwangu.’”+ Ezekieri 36:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Muchatoyeuka nzira dzenyu dzakaipa nezvamakaita zvakanga zvisina kunaka,+ uye muchatozvisema nokuda kwokukanganisa kwenyu uye nokuda kwezvinhu zvenyu zvinosemesa.+
19 Nokuti ndakati ndadzoka, ndakazvidemba;+ uye ndakati ndaitwa kuti ndizive, ndakarova pachidya nembama.+ Ndakanyara, ndakanzwa ndaninipiswa,+ nokuti ndakanga ndatakura kuzvidzwa kwouduku hwangu.’”+
31 Muchatoyeuka nzira dzenyu dzakaipa nezvamakaita zvakanga zvisina kunaka,+ uye muchatozvisema nokuda kwokukanganisa kwenyu uye nokuda kwezvinhu zvenyu zvinosemesa.+