1 Madzimambo 8:47 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 47 ivo vakazopengenuka vari munyika yavanenge vaendeswa kwairi, vatapwa,+ vakadzoka,+ vakakukumbirai+ kuti muvanzwire nyasha vari munyika yevakavatapa,+ vachiti, ‘Takatadza+ uye takakanganisa,+ takaita zvakaipa’;+ 2 Makoronike 36:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Akatapawo vaya vakanga vasiyiwa nebakatwa, akaenda navo kuBhabhironi,+ vakava vashandi vake+ nevevanakomana vake kusvikira umambo hwePezhiya+ hwatanga kutonga;
47 ivo vakazopengenuka vari munyika yavanenge vaendeswa kwairi, vatapwa,+ vakadzoka,+ vakakukumbirai+ kuti muvanzwire nyasha vari munyika yevakavatapa,+ vachiti, ‘Takatadza+ uye takakanganisa,+ takaita zvakaipa’;+
20 Akatapawo vaya vakanga vasiyiwa nebakatwa, akaenda navo kuBhabhironi,+ vakava vashandi vake+ nevevanakomana vake kusvikira umambo hwePezhiya+ hwatanga kutonga;