7 pamunouya nevokune imwe nyika vane mwoyo isina kudzingiswa uye vane nyama isina kudzingiswa,+ kuti vave munzvimbo yangu tsvene kuti vaisvibise, iyo imba yangu; pamunouya nezvokudya zvangu,+ mafuta+ neropa,+ ivo vachingoputsa sungano yangu nokuda kwezvinhu zvenyu zvose zvinosemesa.+