2 Makoronike 12:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Jehovha paakaona+ kuti vakanga vazvininipisa, shoko raJehovha rakasvika kuna Shemaya,+ richiti: “Vazvininipisa.+ Handichavaparadzi, ndichavapukunyutsa munguva duku iri kutevera, uye hasha dzangu hadzizodururwi paJerusarema noruoko rwaShishaki.+
7 Jehovha paakaona+ kuti vakanga vazvininipisa, shoko raJehovha rakasvika kuna Shemaya,+ richiti: “Vazvininipisa.+ Handichavaparadzi, ndichavapukunyutsa munguva duku iri kutevera, uye hasha dzangu hadzizodururwi paJerusarema noruoko rwaShishaki.+