-
1 Makoronike 23:29Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
29 nerokutarisira zvingwa zvakaturikidzaniswa+ nerokutarisira furawa yakatsetseka+ yechinopiwa chezviyo nerokutarisira zvingwa zvitete+ zvisina kuviriswa+ nerokutarisira makeke aibikirwa mugango+ nerokutarisira mukanyiwa+ wakasanganiswa nerokutarisira kuyerwa kwose kwouwandu hwezvinhu noukuru hwazvo;+
-