Revhitiko 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Mupristi anofanira kuita kuti zvipfungaire paatari sezvokudya, chinopiwa chinopiswa nomoto chokunhuhwirira kwakanaka. Mafuta ose ndeaJehovha.+ Revhitiko 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “‘Uyu murau nokusingagumi kuzvizvarwa zvenyu zvose, munzvimbo dzenyu dzose dzamunogara: Hamufaniri kumbodya mafuta kana ropa.’”+ Revhitiko 4:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “‘Asi ngaabvise mafuta ose enzombe yechinopiwa chechivi pairi, mafuta anofukidza ura, iwo mafuta ose ari paura hwacho,+ 1 Samueri 2:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Munhu wacho paaiti kwaari: “Ngavatange vaita kuti mafuta apfungaire,+ wozotora chinhu chero chipi zvacho chinopangwa nomweya wako,”+ iye aibva ati: “Aiwa, asi ndipe iko zvino; kana ukasadaro, ndichachitora nechisimba!”+
16 Mupristi anofanira kuita kuti zvipfungaire paatari sezvokudya, chinopiwa chinopiswa nomoto chokunhuhwirira kwakanaka. Mafuta ose ndeaJehovha.+
17 “‘Uyu murau nokusingagumi kuzvizvarwa zvenyu zvose, munzvimbo dzenyu dzose dzamunogara: Hamufaniri kumbodya mafuta kana ropa.’”+
8 “‘Asi ngaabvise mafuta ose enzombe yechinopiwa chechivi pairi, mafuta anofukidza ura, iwo mafuta ose ari paura hwacho,+
16 Munhu wacho paaiti kwaari: “Ngavatange vaita kuti mafuta apfungaire,+ wozotora chinhu chero chipi zvacho chinopangwa nomweya wako,”+ iye aibva ati: “Aiwa, asi ndipe iko zvino; kana ukasadaro, ndichachitora nechisimba!”+