RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 12:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Gwai renyu rinofanira kuva rakanaka,+ gondohwe, rine gore rimwe chete.+ Mungatora pamakondohwe maduku kana kuti pambudzi.

  • Revhitiko 22:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Musauya nechinhu chero chipi zvacho chakaremara,+ nokuti hachizoiti kuti mufarirwe.

  • Dheuteronomi 15:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Kana ukava wakaremara, uri chirema kana kuti bofu, chero urema hupi zvahwo hwakaipa, usaubayira kuna Jehovha Mwari wako.+

  • Maraki 1:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 “Munhu anonyengera, achipika uye achibayira mhuka yakakuvara kuna Jehovha asi muboka rake rezvipfuwo muine mhuka hono ngaatukwe.+ Nokuti ndiri Mambo mukuru,”+ Jehovha wemauto adaro, “uye zita rangu richava rinotyisa pakati pemarudzi.”+

  • VaHebheru 9:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 ropa+ raKristu, uyo akazvipa+ kuna Mwari asina gwapa nokushanda kwomudzimu usingaperi, richachenesa+ zvikuru sei hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+

  • 1 Petro 1:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Asi neropa rinokosha,+ rakafanana neregwayana risina gwapa uye risina ruvara,+ iro raKristu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe