Revhitiko 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mosesi akati: “Izvi ndizvo zvamakarayirwa naJehovha kuti muite, kuti kubwinya kwaJehovha kuonekwe nemi.”+ Numeri 14:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Asi ungano yose yakataura nezvokuvatema nematombo.+ Vanakomana vaIsraeri vose vakaona kubwinya kwaJehovha kuri pamusoro petende rokusanganira.+ Numeri 16:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Zvino ungano payakanga yaunganira Mosesi naAroni, vakabva vatendeukira kutende rokusanganira; uye tarira! gore rakanga rakaifukidza, uye kubwinya kwaJehovha kwakatanga kuoneka.+
6 Mosesi akati: “Izvi ndizvo zvamakarayirwa naJehovha kuti muite, kuti kubwinya kwaJehovha kuonekwe nemi.”+
10 Asi ungano yose yakataura nezvokuvatema nematombo.+ Vanakomana vaIsraeri vose vakaona kubwinya kwaJehovha kuri pamusoro petende rokusanganira.+
42 Zvino ungano payakanga yaunganira Mosesi naAroni, vakabva vatendeukira kutende rokusanganira; uye tarira! gore rakanga rakaifukidza, uye kubwinya kwaJehovha kwakatanga kuoneka.+