Vatongi 6:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Ngirozi yaJehovha yakabva yatambanudza muromo womudonzvo waiva muruoko rwayo, ikagunzva nyama nemakeke asina kuviriswa, moto ukatanga kubuda padombo ukapisa nyama nemakeke asina kuviriswa.+ Asi ngirozi yaJehovha yakanyangarika akasaiona. 1 Madzimambo 18:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Moto+ waJehovha wakabva waburuka, ukapisa chinopiwa chinopiswa+ nehuni nematombo neguruva, ukananzva mvura yaiva mumugero.+ 1 Makoronike 21:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Dhavhidhi akabva avakira Jehovha atari+ ipapo, akapa zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zvokugoverana, akadana Jehovha,+ iye akamupindura nomoto+ wakabva kudenga ukaenda paatari yezvinopiwa zvinopiswa. 2 Makoronike 7:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino Soromoni paakangopedza kunyengetera,+ moto wakaburuka uchibva kumatenga,+ ukapisa chinopiwa chinopiswa+ nezvibayiro, kubwinya kwaJehovha+ kukazadza imba yacho.
21 Ngirozi yaJehovha yakabva yatambanudza muromo womudonzvo waiva muruoko rwayo, ikagunzva nyama nemakeke asina kuviriswa, moto ukatanga kubuda padombo ukapisa nyama nemakeke asina kuviriswa.+ Asi ngirozi yaJehovha yakanyangarika akasaiona.
38 Moto+ waJehovha wakabva waburuka, ukapisa chinopiwa chinopiswa+ nehuni nematombo neguruva, ukananzva mvura yaiva mumugero.+
26 Dhavhidhi akabva avakira Jehovha atari+ ipapo, akapa zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zvokugoverana, akadana Jehovha,+ iye akamupindura nomoto+ wakabva kudenga ukaenda paatari yezvinopiwa zvinopiswa.
7 Zvino Soromoni paakangopedza kunyengetera,+ moto wakaburuka uchibva kumatenga,+ ukapisa chinopiwa chinopiswa+ nezvibayiro, kubwinya kwaJehovha+ kukazadza imba yacho.