2 VaKorinde 9:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Mumwe nomumwe ngaaite sezvaakasarudza kuita mumwoyo make, asinganyunyuti+ kana achigombedzerwa, nokuti Mwari anoda munhu anopa achifara.+
7 Mumwe nomumwe ngaaite sezvaakasarudza kuita mumwoyo make, asinganyunyuti+ kana achigombedzerwa, nokuti Mwari anoda munhu anopa achifara.+