Isaya 29:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 nokuti paanoona vana vake, iro basa remaoko angu, vari pakati pake,+ vachatsvenesa zita rangu,+ uye vachatsvenesa Mutsvene waJakobho,+ uye vacharemekedza vachitya+ Mwari waIsraeri. Ezekieri 20:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Ndichakufarirai nokuda kwokunhuhwirira kwakanaka,+ pandinokubudisai pakati pemamwe marudzi, ndokuunganidzai muchibva kunyika dzamakanga makaparadzirwa kwadziri,+ uye ndichatsveneswa nemi mamwe marudzi ose achizviona.’+ Mateu 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Saka, munofanira kunyengetera seizvi:+ “‘Baba vedu vari kumatenga, zita renyu+ ngaritsveneswe.+
23 nokuti paanoona vana vake, iro basa remaoko angu, vari pakati pake,+ vachatsvenesa zita rangu,+ uye vachatsvenesa Mutsvene waJakobho,+ uye vacharemekedza vachitya+ Mwari waIsraeri.
41 Ndichakufarirai nokuda kwokunhuhwirira kwakanaka,+ pandinokubudisai pakati pemamwe marudzi, ndokuunganidzai muchibva kunyika dzamakanga makaparadzirwa kwadziri,+ uye ndichatsveneswa nemi mamwe marudzi ose achizviona.’+