Eksodho 19:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Vapristi vanoswedera kuna Jehovha nguva dzose ngavazvitsvenesewo,+ kuti Jehovha arege kuvaparadza.”+ Isaya 52:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Ibvai, ibvai, budai imomo,+ musabata chinhu chisina kuchena;+ budai pakati paro,+ rambai makachena, imi munotakura midziyo yaJehovha.+
22 Vapristi vanoswedera kuna Jehovha nguva dzose ngavazvitsvenesewo,+ kuti Jehovha arege kuvaparadza.”+
11 Ibvai, ibvai, budai imomo,+ musabata chinhu chisina kuchena;+ budai pakati paro,+ rambai makachena, imi munotakura midziyo yaJehovha.+